Friday, September 20, 2019
Home > Entertainment > Madam Boss, Mai Titi In Explosive Social Media War

Madam Boss, Mai Titi In Explosive Social Media War

TOP Comedienne, musician and entrepreneur Madam Boss and her rival Mai Titi have engaged in a gloves-off social media battle after the former blasted the latter for pretending to be all about the glamorous life while her father’s grave lies to waste and her mother’s home resembles a shack.

The two entertainers have literally eaten each other on social media, giving their fans free drama as they went on each other’s throats in what looks like professional rivalry gone top gear.

Here is what Mai Titi said: “Ndozvinokupa kuzvinyadzisa pasocial media uchiburitsa dongo pamusha pevabereki shame ndakakunyarira can’t even put a tombstone paguva rababa or kugadzira kitchen yamaivako.

“Yet you claim wane Mari uridatya remunhu iwe rinofutiswa nemvura.I live in reality usahwande nechigunwe uchindidenha wonyebera kuzingaira wanzwa? Waona kuti zvakufaya ukati Rega ndidenhe agopindura aruze mafans.

Madam Boss on late parents’ graves

“Listen handiraramiswe nevanhu I work ass of for my life I think ukungozvionawo since u all up in my bness recently I opened a shop not a tuckshop maikuru so if you think ndichadonha ukuzvinyebera zvangu ndezvaMwari. Unemariyekutenga pizza iwe vanemari vanyerere.”

To which Madam Boss replied: “Mai Siseni, Mai Bhobhina filter Bhoo here???? Ko Volume zvayo how far.

“Ndopaunonzwa rimwe zimunhu richiti heee pwirita pwirita vanoshandisa pwirita ehekah,Saka Shatai mega mai mwana Ndirikuita kunge last Born yemumba me small house ya baba va Beyonce #TeamFirita”

The garrulous Mai Titi went on to take Madam Boss to the cleaners. She hit her: “Vamwe Mai kudakudenha sevanogona kupedzisa zvanenge vatanga apa uricoward you can’t even fight me face to face otongofira pamaposts. Unotozviziva kuti pafeya uridofo, pandiri hausvike kumeso undiudze junk basa rekundidenha so I retaliate so people can say I’m wrong.

“Such a pretender, pathetic who_re. Ziva vawakadyisa. inindokukwapaidza idiot.Ndrikukuverengera ndichauya paunoroja panumber 14 ndopaziva remember ndaimbopauya ndikudzidzise chidzidzo ndozvinokupa kunyebera vanhu kuti unemba iweuriroja kuswerorarama fake life kuda kunzi urikumberi. Tsek.

“Wakutorwadziwa neni cz waifunga uneyese zvino Mwari haasi wako wega wanzwa idiot chichingandishamise pamunhu akaita sewe? pfuts***. unoshamisirira vasingakuzive kwandiri makata and yes mafilters bho zvekuti datya iwe.

“Kana uchigona kudisser huya kumeso ndikuratidze kuti urikabiyasi I don’t need 2 minutes with u ndokukwapaidza load yemasewage yaunotengesera varume iyo. Ndozvinokupa kuzvipa title isingaenderane nechikoro chako.” 

Share

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Show Buttons
Hide Buttons