Home > 2019 > October

Hakudanwe anonzwa kuchenesa musha weKadoma!

Chakachaya mangwana Mugovera kuRimuka paSt Paul's Anglician Church nechinangwa chekuda kuchengetedza nharaunda yakachena nokudzivira zvirwere zvesvina zvakafana neCholera, nemudumbu sangano reKadoma Progressive Residents Association richabatana nevatenderi veSt Paul's Anglician Church neKadoma Ndizvo kunonhonga marara nekutsvaira. Chirongwa chichatangira panechechi yeSt Paul's Anglician Church kusvika paRumwe. Vanova mutauriri sesangano uye vari sachigaro weKapra

Read More